KwaunobvaDuramazwiMmbeza

Duramazwi · zita

mbeza

Zvinoreva

Mbeza inyoka yerudzi rwenyamafungu ine dumbu dema nevara jena muhuro.

1

Mbeza inyoka yerudzi rwenyamafungu ine dumbu dema nevara jena muhuro.

Chimbembeza kubereka mwana kumusana usina kumusunga nembereko kana tauro.

Chambembeza kubereka mwana kumusana pasina mbereko, wobva womutsigira nemaoko kuti asadonha.

Mbeza inyoka yerudzi rwenyamafungu ine dumbu dema nevara jena muhuro.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word