KwaunobvaDuramazwiMMbezo

Duramazwi · zita

Mbezo

wood-carving adze

Zvinoreva

Mbezo mudziyo unoshandiswa pakutema-tema nekucherachera matanda anenge achigadziriswa maturi, migoti nezvimwewo zvakadaro.

1

Mupinyi mubato webadza kana demo. Mbezo yangu yaenda kupi ndiveze mupinyi webadza raRimai?

Muvezi munhu anoshandisa mbezo kana chimwewo chinhu kugadzira zvinhu zvakaita sematafura nezvigaro.

Mbezo mudziyo unoshandiswa pakutema-tema nekucherachera matanda anenge achigadziriswa maturi, migoti nezvimwewo zvakadaro.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mbi

Kuti mbi kunhonga chinhu nekukurumidza wobva wachitambidza mumwe munhu.

Verenga

Swipe for the next word