KwaunobvaDuramazwiMmbeu

Zvinoreva

Mbeu imhodzi dzakamirira kudyarwa kana kuti dziri mumunda dzakatodyarwa.

1

Mbeu imhodzi dzakamirira kudyarwa kana kuti dziri mumunda dzakatodyarwa.

Takanonoka kurima mvura ichiriko, mbeu dzikazopera kutsva nezuva.

Varimi vanoisa manyowa mumunda kuti mbeu dzikure zvakanaka.

Kunyange kukanaya, tinongoenda kundosima mbeu kumunda.

2

Mbeu mazai aamai kana huronyo hwababa zvinoti zvikasangana panobuda mwana.

3

Mbeu imhodzi dzingaita dzechibage, mhunga kana chii zvacho chinoshandiswa kuita upfu.

4

Mbesanwa.

Zvakafanana

mbesanwa · chimero · chirimwa · mbesa

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word