Kwaunobva/Duramazwi/M/mhudzi
Duramazwi · zita
Mhodzi (seeds).
Gapakapa ndere fodya remhudzi rinokura nokusakurirwa.
Nhikiti imhudzi dzemanhanga dzinogona kudyiswa nesadza kana dzakangwa.
Duramazwi
mhuka
animal
mhuka dzesango
wildlife
mhuka dzinovaraidza
pets
Swipe for the next word