KwaunobvaDuramazwiMmhuka

Duramazwi · zita

mhuka

animal · beast · mammal · wildlife

mututumuhotwe

Zvinoreva

Mhuka chisikwa chine makumbo mana chinogara musango kana kupfuyiwa nevanhu kufanana nembwa n'ombe dhongi kana mhembwe kusiyana nezvakaita shiri kana munhu.

1

Mhuka chisikwa chine makumbo mana chinogara musango kana kupfuyiwa nevanhu kufanana nembwa n'ombe dhongi kana mhembwe kusiyana nezvakaita shiri kana munhu.

Hakunazve vana vaduku vazhinji vanowanzoda kufamba musango vari voga kunze kweshiri nedzimwe mhuka dzesango.

Rudo uye kubatsirana kwavo kwaitemesa musoro mhuka dzimwe dzine godo.

Kare-kare, mhuka dzose dzemusango dzakaronga kukwikwidzana pamhanya.

2

3

4

5

Zvakafanana

mututu · muhotwe

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word