KwaunobvaDuramazwiMmututu

Zvinoreva

Mututu chirwere chinoita kuti munhu abude ropa mumhuno, kazhinji kana kuchipisa.

1

Mututu chirwere chinoita kuti munhu abude ropa mumhuno, kazhinji kana kuchipisa.

Mututu chirwere chinoita kuti munhu abude ropa mumhuno, kazhinji kana kuchipisa.

Ini ropa randainzwa kunhuwa nderemututu / muhota kana richida kubuda or rakutobuda kwete iri rekuti wakuvara pachigumwe?.

2

Mututu imhepo yakasimba.

Zvakafanana

mhuka · muhotwe · mutsotso · mutaka

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mutuu

Mutuu mudziyo wekubatisa hove, unogadzirwa netsanga.

Verenga

Swipe for the next word