KwaunobvaDuramazwiBbepo

Duramazwi · zita

bepo

Zvinoreva

Bepo izwi rinopihwa kumhepo yakawanda uye yakasimba.

1

Bepo izwi rinopihwa kumhepo yakawanda uye yakasimba.

Mhepo yacho rakanga riri bepo chairo, zvekuti yakasiya yatyoranisa miti.

Bepo izwi rinopihwa kumhepo yakawanda uye yakasimba.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bepu

Kana munhu akati bepu anenge avhurumuka kubva mukufenda kana kurara kwaanga akaita.

Verenga

Swipe for the next word