KwaunobvaDuramazwiBbepetudza

Duramazwi

bepetudza

Zvinoreva

Kubepetudza kuita kuti mumwe munhu anwe chokunwa chakawanda nokumupa zvakawanda.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bepetuka

Kana chinwiwa chikabepetuka chinenge chichigoneka kunwiwa chakawanda nekukasika pasina kuzororera.

Verenga

Swipe for the next word