Duramazwi02 / 03bepetuKana munhu ati bepetu anenge anwa chinwiwa nekuchipedza asina kana kumbozorora.Verenga→
Duramazwi03 / 03bepetudzaKubepetudza kuita kuti mumwe munhu anwe chokunwa chakawanda nokumupa zvakawanda.Verenga→