Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kuti bepe kunyatsowardzwa kwezvakaita rukukwe kana gumbeze.
Bepe chikwenzi chinowanikwa munzvimbo dzine miti mishoma nesora rakawanda, chinoita michero yakatsvukuruka, unowanzotanga kuonekwa muchirimo.
1

2

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bepetu
Kana munhu ati bepetu anenge anwa chinwiwa nekuchipedza asina kana kumbozorora.
VerengaSwipe for the next word