Duramazwi
benzi
idiot
mupengobengo
Duramazwi
idiot
Benzi munhu ane pfungwa dzisingashandi zvakanaka.
Benzi munhu ane pfungwa dzisingashandi zvakanaka.
Iko zvino netsvina iyi yainge iri pahembe ainge otoita kunge benzi achingohwanda hwanda.
Handiti aive ambopa yambiro here vanhu vakamuita benzi.
Ndaive ndisina zvandakaritadzira ini benzi riya zvekuti ringangosarudze kuzotorera ini chete mupako pachikoro chese?.
Benzi munhu anogara akavhiringana navamwe, achitadza kuwirirana namaonere anoita voruzhinji panyaya inenge iri mudariro.
mupengo · bengo
Duramazwi
01 / 03benzva
Benzva imbudzi hadzi yakamboita vana.
VerengaSwipe for the next word