KwaunobvaTsumoMhuriBenzi kunge riri rako kudzana kwaro unopururudza. (M)

Tsumo · Mhuri

Benzi kunge riri rako kudzana kwaro unopururudza. (M)

Zvinorehwa

Kana hama yako ichiita zvinosvorwa navanhu, iwe haumusvorivo asi unomudzivirira uchiedza kumutsa munzira kwayo. Hapana mubereki angade kuti mwana wake ashorekane.

What it means

When your relative does something people criticise, you do not criticise them too, but rather defend them while trying to correct them privately; no parent wants their child shamed.

Word for word

Let a fool be your own (kin), his dancing you will applaud.

Mamwe mataurirwo

Benzi nderako kudzana unopururudza. (K)

Ane benzi ndounaro kudzana unopururudza.

Dzimwe tsumo dzemhuri

Dzose

Tsumo · Mhuri

01 / 03

Waita mbereko ada kusuka machira.

What it means

Once someone becomes a parent, they know they must give up childish things and take on the responsibilities expected of a parent, facing whatever hardship comes to them and their family.

Verenga

Swipe for the next proverb