Duramazwi
Zvinoreva
Benga ndechinenge chabva kana kusara panenge pabvaruka jira kana kuti hembe.
1
Benga ndechinenge chabva kana kusara panenge pabvaruka jira kana kuti hembe.
Benga ndechinenge chabva kana kusara panenge pabvaruka jira kana kuti hembe.
Pati ndechose chingashandiswa kuumba muchina kana chibenga chomuchina.
Gwapa ibenga reruvara rwakasiyana nerumwe runenge ruri pachinhu.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03benyera
Benyera chinyavada chihombe chinondurira nekumashure.
VerengaSwipe for the next word