KwaunobvaDuramazwiBbupu

Duramazwi · zita

bupu

Zvinoreva

Bupu imhepo yakasimba inodzura miti.

Bupu imhashu hombe isingabhururuki uye inodyiwa nevakuru.

1

Kana munhu achinzi ane bupu anenge achigaroita zvinhu achikasira-kasira asi asingafungi zvakanyanya nezvaanenge achiita zvacho.

2

3

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bupunga

Kubupunga munhu kumurova neshamhu zvakasimba.

Verenga

Swipe for the next word