Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mutuvi imvura inovavira, inobuda mumukaka unenge wakora.
1

Zifa mukaka wakakora, wakamandana uye usina mutuvi.
Mutuvi muto unonamuka unoita panobikwa mashazhare.
2

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mutwi
Muchidimbu chemurume.
VerengaSwipe for the next word