KwaunobvaDuramazwiMmutyairi

Zvinoreva

Mutyairi munhu anokusvidzira mombe dzakasungwa kuti dzifambise, zvikuru pakurima.

1

Mutyairi munhu anofambisa zvinhu zvine mavhiri zvakaita semotokari, ngoro kana ndege.

Keputeni mutyairi anenge achitungamirira vamwe mundege kana muchikepe.

2

Mutyairi munhu anofambisa zvinhu zvine mavhiri zvakaita semotokari, ngoro kana ndege.

Zvakafanana

mutekenyi · dhiraivha

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word