Kwaunobva/Duramazwi/M/mutyaba
Duramazwi · zita
Mutyaba idota rakagadzirirwa kusanganiswa nefodya yemumhuno.
mushaba · mudhombo
Duramazwi
mutyairi
driver
mutyairi wendege
pilot
mutyambi
Kana vanhu vakaita mutyambi vanenge vakawanda.
Swipe for the next word