Duramazwi
Zvinoreva
Mudhombo isoda kana madota emiti anoiswa
1
Mudhombo isoda kana madota emiti anoiswa
Kasha kamudziyo kaduku kanoisirwa fodya yakaita sebute kana mudhombo.
Bute ifodya yakaita upfu, inoputwa munhu achiita yekufemba mumhuno, asi iyo yakasiyana neyomudhombo pakuti haiiswi soda uye yakatetepa.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mudhudhudhu
motorcycle
VerengaSwipe for the next word