KwaunobvaDuramazwiMmudhindwa

Duramazwi

mudhindwa

printing

Zvinoreva

Mudhindwa chingwa chinobikwa noupfu hunenge hwakakanywa pamwe neshuga nomunyu.

1

Mudhindwa ipfuti yorudzi rwakare yaiitwa zve-kupakirwa unga, ichizongopfura nebara rimwe chete panguva imwe chete.

Mudhindwa kunyora munhu achishandisa mavara makuru erunyoro. Runyoro rwomudhindwa rwunotora nzvimbo yakakura pakunyora.

2

3

Mudhindwa ibhurukwa re-kadubura rine ruvara rwekaki, uye rakasonwa zvisina kunyatsonaka, kazhinji nemhosva yokuti musoni aimhanya-mhanya.

4

Mudhindwa ipfuti yorudzi rwakare yaiitwa zve-kupakirwa unga, ichizongopfura nebara rimwe chete panguva imwe chete.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mudhombo

Mudhombo isoda kana madota emiti anoiswa

Verenga

Swipe for the next word