Duramazwi02 / 03mudomasiMudomasi imbeu inowanzorimwa mugadheni, inoita vana vanoti kana vaibva vanotsvuka, vanowanzoshandiswa pakutsvukirisa muriwo nemuto pakubika kana kuti kudyiwa vari vambishi kudaro.Verenga→
Duramazwi03 / 03mudondoKana vanhu vachinzi vaenda mudondo vanenge vaenda kun'anga kundoshopera.Verenga→