KwaunobvaDuramazwiMmudomasi

Zvinoreva

Mudomasi imbeu inowanzorimwa mugadheni, inoita vana vanoti kana vaibva vanotsvuka, vanowanzoshandiswa pakutsvukirisa muriwo nemuto pakubika kana kuti kudyiwa vari vambishi kudaro.

1

Mudomasi imbeu inowanzorimwa mugadheni, inoita vana vanoti kana vaibva vanotsvuka, vanowanzoshandiswa pakutsvukirisa muriwo nemuto pakubika kana kuti kudyiwa vari vambishi kudaro.

Maturuzha mudomasi unogona kumera musango, unobereka madomasi madiki akatenderera, anovavira kana abikwa.

Zvakafanana

mutomatisi

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mudondo

Kana vanhu vachinzi vaenda mudondo vanenge vaenda kun'anga kundoshopera.

Verenga

Swipe for the next word