Duramazwi · zita
Zvinoreva
Idzi ishungu dzokuda kuziva kana kuona chimwe chinhu. Ndine mudongodongo wekuda kuziva kuti mhiripiri inovava sei.
1

Kungazvura kutarisa kwenguva refu nemudongodongo, sezvinoita kiti yakatarisa shiri iri mudendere.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mudongondo
Mudongondo kukarira kuti chimwe chinhu chiitike.
VerengaSwipe for the next word