KwaunobvaDuramazwiMmudonzvo

Zvinoreva

Mudonzvo rutanda, kazhinji rwakavezwa, runoshandiswa pakufamba navanhu vanenge vakwegura, kana kuti nemunhu anenge akuvara gumbo. Mutana akatorerwa mudonzvo, haakwanisi kufamba nokuti ndiwo waanozvitsigira nawo.

1

Zvidudziramuiti zviito zvinoshandiswa sechipauro uye chiri mudonzvo redudziramuiti.

Vakati------------kumuka ndiye----------mudonzvo wavo.

Zvatinotarisirawo kuona vakabata mumaoko zvinosanganisira zvinotevera: nhekwe yefodya, tsvimbo kana mudonzvo.

Zvakafanana

mubhadha · mudondoro · donga · mutaza

Zvine chekuita

dondoro

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mududu

Mududu igomba rakadirwa mvura kuitira kunyorovesa ivhu, rinozocherwa richishandiswa zvakasiyana-siyana.

Verenga

Swipe for the next word