KwaunobvaDuramazwiMmududziri

Duramazwi · zita

mududziri

Zvinoreva

Mududziri munhu anoita basa rokutsanangurira vanhu zvavanenge vasinganzwisisi pamaitirwe kana mafambire anoita zvimwe zvinhu.

1

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mudune

Mudune kambeva kanogara musango, kane muromo murefu nemakumbo marefu, kanosvetuka zvikuru uye kanodya zvibhururukwa.

Verenga

Swipe for the next word