KwaunobvaDuramazwiMmudungiro

Duramazwi · zita

mudungiro

Zvinoreva

Mudungiro itambo kana tsanga inopakirwa hove, majenya kana hwiza dzinenge dzabatwa, kuti zvirambe zviri pamwe pazvinenge zvakachengeterwa.

1

Chuma chishongo chakagadzirwa netutsanga twakaitwa mudungiro, chinopfekwa muhuro kana muchiuno.

Mudungiro itambo kana tsanga inopakirwa hove, majenya kana hwiza dzinenge dzabatwa, kuti zvirambe zviri pamwe pazvinenge zvakachengeterwa.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word