KwaunobvaDuramazwiDdonga

Duramazwi · zita

donga

Zvinoreva

Mudonzvo.

1

Mudonzvo.

Kureva donga rimwe riripo rinonyumwa.

Kudodonga kudoma zvinhu uchiita chimwe nechimwe kusvikira zvapera zvose.

Kana munhu achidodonga anenge achinyatsotsanangura zvizere.

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dongamabwe

Dongamabwe idoro rinobikirwa vanhu vose vakabatsira pakuvigwa komufi kana mariro apera.

Verenga

Swipe for the next word