Duramazwi · zita
Zvinoreva
Bhingo izita rinowanza kupiwa imbwa.
Bhingo rumuti runoshandiswa nevanhu vakazvisungirira, kunyanya vachembera kana vanorwara pakufamba.
Bhingo izita rinowanza kupiwa imbwa.
Chomu naKombo vakabhejerana, mumwe achiti bhiza rinonzi Bhingo ndiro raizohwinha, mumwe achiti kwete.

Bhingo itsvimbo youshasha yaiti kana munhu achifamba odonzva, kana asvika pana vanhu oipeta kuita chigaro.

Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03bhini
bin
VerengaSwipe for the next word