KwaunobvaDuramazwiBbhindauko

Duramazwi · zita

bhindauko

Zvinoreva

Bhindauko inzira inenge yashandiswa nemunhu kuti awane mari kana imwe pfuma ingamubatsira padambudziko rake.

1

Akashandisa mabhindauko ake kuti apunyuke vavengi.

Kuita mabhindauko kugona kushandisa pfungwa mukuita zvinhu zvinovaka kana kuponesa mhuri.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhingo

Bhingo izita rinowanza kupiwa imbwa.

Verenga

Swipe for the next word