KwaunobvaDuramazwiBbhinya

Duramazwi · zita

bhinya

chibvumaudzibhovhamupakatsinedusvura-bata chibharo

Zvinoreva

Munhu anoshandisa chisimba kupamba, kubata chibharo kana kuponda.

Kubhinya kumanikidza mukadzi kuti arare newe iye asingadi.

1

Bhinya munhu ane moyo wakashata.

Bhinya munhu anobata mumwe chibharo achimumanikidza kurara naye iye asingadi.

Bhinya munhu anovhima vamwe vanhu nechinangwa chekuda kuvauraya.

2

Bhinya munhu anoita zvekupamba zvinhu zvevamwe nechisimba.

3

Bhinya munhu anobata mumwe chibharo achimumanikidza kurara naye iye asingadi.

4

Bhinya munhu anovhima vamwe vanhu nechinangwa chekuda kuvauraya.

5

Kubhinya kumanikidza mukadzi kuti arare newe iye asingadi.

Bhinya munhu ane moyo wakashata.

Bhinya munhu anobata mumwe chibharo achimumanikidza kurara naye iye asingadi.

Bhinya munhu anovhima vamwe vanhu nechinangwa chekuda kuvauraya.

6

Kubhinya kutora chinhu nechisimba kana kuti nekumanikidza.

Zvakafanana

chibvumaudzi · bhovha · mupakatsine · dusvura

Zvine chekuita

-bata chibharo

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhinyi

Kana munhu achiti bhinyi anenge achifamba zvekuratidza kuti ane hasha panguva idzodzo.

Verenga

Swipe for the next word