KwaunobvaDuramazwiBbhini

Duramazwi · zita

bhini

bin

dhodhibhokisichirasiro

Zvinoreva

Bhini igaba kana mumwewo mudziyo unoiswa marara.

1

Bhini igaba kana mumwewo mudziyo unoiswa marara.

Bhini igaba kana mumwewo mudziyo unoiswa marara.

Bhobhini kasimbi kanomonererwa shinda yekusonesa inenge iri pamushini wekusonesa.

Shabhini pamba pomunhu panotengeserwa nokunwirwa doro zvisiri pamutemo.

Zvakafanana

dhodhibhokisi · chirasiro

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhinya

Munhu anoshandisa chisimba kupamba, kubata chibharo kana kuponda.

Verenga

Swipe for the next word