KwaunobvaDuramazwiBbhinzi

Duramazwi · zita

bhinzi

bean · beans

shushururu

Zvinoreva

Bhinzi rudzi rwenyemba isingatandi, inobereka vana vanogona kuitwa usavi kana kubikiswa mutakura.

1

Bhinzi vana vemunyemba unonzi bhinzi, vanogona kubikwa usavi kana kuitiswa mutakura.

Ponde mudziyo unogadzirwa kubva pagaba rakapera jamhu, bhinzi kana zvimwewo, unotengeserwa doro kana kunwirwa mvura.

2

Bhinzi vana vemunyemba unonzi bhinzi, vanogona kubikwa usavi kana kuitiswa mutakura.

Zvakafanana

shushururu

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word