KwaunobvaDuramazwiBbhiri

Duramazwi · zita

bhiri

Bill · bill

Zvinoreva

Bhiri mutemo uchangonyorwa unenge wamirira kuti ubvumwe ubva waiswa mumabhuku kuitira kuti vanhu vachikwanisa kuushandisa.

Bhiri chitsamba chinonyorwa mari yechikwereti chaunacho pane zvawakashandisa kana zvawakaitirwa. Bhiri remvura yemwedzi wapera rauya asi remagetsi harisati.

1

Kuti bhibhiri kutsikatsika pasi kwemunhu ari kurwisana nemumwe.

2

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word