KwaunobvaDuramazwiBbhindauka

Duramazwi

bhindauka

Zvinoreva

Kana munhu achibhindauka anenge achiita tunhu twakawanda wanda kuti agone kuwana zvinomuraramisa.

1

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhindauko

Bhindauko inzira inenge yashandiswa nemunhu kuti awane mari kana imwe pfuma ingamubatsira padambudziko rake.

Verenga

Swipe for the next word