Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana munhu achinzi akadusvura mumwe anenge amuuraya achiita zvokumubaya, kwava kuzomucheka achitora nhengo dzomuviri wake. _Usatambe nevanhu vemabhizinisi ava, mumwe anozopedzisira akudusvura mwoyo_.
Dusvura munhu a-nouraya vanhu achitora nhengo dzomuviri dzinozoshandiswa kugadzirisa mitombo inonzi inoita kuti mabhizinesi asimukire.

Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dutiro
Dutiro munhu anodya kana kunwa zvakapfurikidza.
VerengaSwipe for the next word