KwaunobvaDuramazwiTtsotsi

Duramazwi

tsotsi

criminal

Zvinoreva

Tsotsi munhu anobira vanhu zvinhu zvavo noujarijari, dzimwe nguva achiita sokunge anoda kuvabatsira.

1

Tsotsi munhu anobira vanhu zvinhu zvavo noujarijari, dzimwe nguva achiita sokunge anoda kuvabatsira.

Gore raaizoita mimba yemurume wemunhu ndopaaizoona kuti haasi tsotsi nekuti kwekuenda chaiko anenge asisina.

Tsotsi rakanzi dhadhu nebanga nechepadumbu.

Kana tsotsi ikakwakura bhegi kana chikwama inenge yazvibvuta chiriporipotyo.

Zvakafanana

mbavha · geu

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tsotsonho

Tsotsonho katemo kadiki kanoratidzika semwedzi wagara, kanoshandiswa kazhinji pami-tambo yakaita semashavi nepakupira midzimu.

Verenga

Swipe for the next word