Duramazwi · zita
1
Imbwa yainyatsoti zvayo pwapwanyu mabhonzo ayo iri pasi pehozi.
Iyo mitsetse yawatara apo haina kunyatsoti twasa.
Handifungi kuti Paradzai akanvatsoti kwesere ini, nokuti zvaandiitira pazere vanhu ndanyara ndikashaya pokunyura.
Zvine chekuita
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tsotsa
Kutsotsa kubira vanhu zvinhu zvavo, dzimwe nguva uchii-ta sokunge unoda kuvabatsira.
VerengaSwipe for the next word