Duramazwi · zita
tsoropodzo
condemnation · criticism
Duramazwi · zita
condemnation · criticism
Tsoropodzo mashoko okushora zviri kuongororwa.
Tsoropodzo mashoko okushora zviri kuongororwa.
Tsoropodzo mashoko okushora zviri kuongororwa.
Tsoropodzo mashoko kana chinyorwa cheongororo yechimwe-wo chinyorwa, sezvakaita detembo, mutambo kana nganonyorwa.
Munyaya dzezvidzidzo zveuvaranomwe, ongororo itsoropodzo neyemuro pamusoro penyaya inenge yakanyorwa nezvayo.
Tsoropodzo mashoko kana chinyorwa cheongororo yechimwe-wo chinyorwa, sezvakaita detembo, mutambo kana nganonyorwa.
Duramazwi
01 / 03tsororo
Kuti tsororo kuduruka kwezvinhu zvakaita mvura, zvichiita zvishoma zvishoma.
VerengaSwipe for the next word