KwaunobvaDuramazwiOongororo

Duramazwi · zita

ongororo

analysis · appraisal · examination · surveillance · verification · survey · inquest

Zvinoreva

Ongororo muchero wemuti wemuongororo.

Ongororo itsvagurudzo yekuda kunzwisisa mamiriro ezvinhu.

1

Ongororo muchero wemuti wemuongororo.

Inongova ongororo imwe chete saka hatina chivimbo chakazara mairi.

Ongororo zvinotevera: • Vadzidzi vacho vakambomira sei?

Chiremba: (Nezwi rakadedera.) Mwana akapasa dzimwe ongororo dzose dzakaitwa nyangwe zvazvo ropa rake rataridza kuti ari HIV positive.

2

Ongororo itsvagurudzo yekuda kunzwisisa mamiriro ezvinhu.

Inongova ongororo imwe chete saka hatina chivimbo chakazara mairi.

Ongororo zvinotevera: • Vadzidzi vacho vakambomira sei?

Chiremba: (Nezwi rakadedera.) Mwana akapasa dzimwe ongororo dzose dzakaitwa nyangwe zvazvo ropa rake rataridza kuti ari HIV positive.

3

Munyaya dzezvidzidzo zveuvaranomwe, ongororo itsoropodzo neyemuro pamusoro penyaya inenge yakanyorwa nezvayo.

Mamwe mazwi ane O

O

Duramazwi

01 / 03

ongotedza

Kuongotedza kuche ngetedza chinhu kuti chisakangani sika kana kupera.

Verenga

Swipe for the next word