KwaunobvaDuramazwiVvhunzo

Zvinoreva

[bvunzo] 9>10. Vhunzo mibvunzo inopiwa vana vechikoro yavanonyora kupera kwetemu kana gore, kuti paonekwe kuti vakabata zvakadii pane zvakadzidziswa, uye kuti uende gwaro remberi.

1

[bvunzo] 9>10. Vhunzo mibvunzo inopiwa vana vechikoro yavanonyora kupera kwetemu kana gore, kuti paonekwe kuti vakabata zvakadii pane zvakadzidziswa, uye kuti uende gwaro remberi.

Wakafaniravo kuisa zvimiso, zvifemo uye kutaridza mivhunzo kana kutyamara chaiko uri mukati mokunyora.

Ukangohaira kupa mhinduro muchikoro, unosekwa nevamwe wataura zvisingapindirani nemuvhunzo.

Mwana wechikoro akabudirira muvhunzo dzaakanyora.

Zvakafanana

zamanishoni

Mamwe mazwi ane V

V

Swipe for the next word