Duramazwi
Zvinoreva
Mushoko wekukumbira neruzivo pane zvawausaziva (to ask).
1
Mushoko wekukumbira neruzivo pane zvawausaziva (to ask).
Hapana wavakavhunza havo nezvazvo asi zvaivanetsa mupfungwa.
Zvakanakavo kuvhunza shamwari dzako mamwe mazwi avanoziva akaumbwa zvakasiyana asi achireva zvakafanana.
Kugogoma kuzeza kudenha, kana kutanga kana kuvhunza munhu maererano nechimwe chinhu.
Mamwe mazwi ane V
VDuramazwi
01 / 03vhunze
[bvunze] 5. Vhunze chidimbu chidiki chehuni chinenge chakatsvuka nemoto.
VerengaSwipe for the next word