KwaunobvaDuramazwiVvhunzira

Duramazwi

vhunzira

Zvinoreva

Kukumbira ruzivo rwezvimwe.

1

Kukumbira ruzivo rwezvimwe.

Muvukwa munhu anoenda kunovhunzira kumufemberi.

Mamwe mazwi ane V

V

Duramazwi

01 / 03

vhunzo

[bvunzo] 9>10. Vhunzo mibvunzo inopiwa vana vechikoro yavanonyora kupera kwetemu kana gore, kuti paonekwe kuti vakabata zvakadii pane zvakadzidziswa, uye kuti uende gwaro remberi.

Verenga

Swipe for the next word