KwaunobvaDuramazwiCchiedzo

Duramazwi · zita

chiedzo

temptation

Zvinoreva

Chiedzo chinhu chinokwezva munhu kuti aite zvinhu zvaanoziva kuti hazvina kufanira.

Kuyedzwa kuitira kutaridza kusimba (test/temptation).

1

2

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiemuriro

Uku kushuvira kuita chimwe chinhu zvakanyanya.

Verenga

Swipe for the next word