KwaunobvaDuramazwiCchiendero

Duramazwi · zita

chiendero

Zvinoreva

Chiendera urefu hwenguva kubva pakaenda munhu kune imwe nzvimbo uko kwaasati adzoka.

1

Chiendera urefu hwenguva kubva pakaenda munhu kune imwe nzvimbo uko kwaasati adzoka.

Chiendero chakaita baba kubasa havasati vadzoka.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chierwa

Chierwa imhuka kana chimwe chinhu chinokosheswa somutupo navanhu vedzinza rimwe chete.

Verenga

Swipe for the next word