KwaunobvaDuramazwiCchifambiso

Zvinoreva

Chifambiso chinhu chakaita semotokari kana ndege chinoshandiswa kutakura vanhu kana zvinhu kubva pane imwe nzvimbo kuenda pane imwe.

1

Chifambiso chinhu chakaita semotokari kana ndege chinoshandiswa kutakura vanhu kana zvinhu kubva pane imwe nzvimbo kuenda pane imwe.

Hupa munhu, mhuka kana chifambiso chakaita semotokari, chinofamba nokukasira.

Kundurudza kumhanyisa munhu, mhuka, chifambiso kana chimwewo chinhu panzvimbo ine materu.

Kuti nderendere kufamba uri mumashure memunhu kana chimwewo chifambiso, asi usiri kuchiteverera.

Zvakafanana

chitakuriso

Mamwe mazwi ane C

C

Swipe for the next word