Duramazwi · zita
motokari
automotive · car · motor · oncoming · traffic · Van · vehicle · motor car
Duramazwi · zita
automotive · car · motor · oncoming · traffic · Van · vehicle · motor car
Chishandiso chekufambisa vanhu nemitoro pamugwagwa (motor car).
Chishandiso chekufambisa vanhu nemitoro pamugwagwa (motor car).
Motokari yakanorovera pasimbi yemagetsi nechokudivi remutyairi akabva angoomera ipapo.
Havashandi asi vanokwanisa kuendesa vana vavo kuchikoro uye kuyunivhesiti vachityairi motokari yavo.
Zvikonzero izvi zvinogona kunge zvichikonzerwa nehunhu hwevatyairi, motokari kana migwagwa yakashata.
Duramazwi
01 / 03motsa
Kumotsa kukuya upfu zvakanaka chaizvo zvokusara pasina magufu.
VerengaSwipe for the next word