Duramazwi · zita
mota
cars · motor · motors · tumor
Duramazwi · zita
cars · motor · motors · tumor
dza nedivi rimwe chete kusvika pa-chatangira.
Mota zibundu ziguru rakazvimba, rinokonzerwa noutachiona hunozoita urwa gare gare.
Mota mushini wekufambisa unogona kutakura vanhu vakawanda, une mavhiri mana neinjini inofambiswa nepeturu kana
dza nedivi rimwe chete kusvika pa-chatangira.
Vakazodzokera havo kubasa kwavo vachifara zvisingaite kuti mota yainge yadzoka.
Tanaka akaiona hake mota iri kunze kwegedhi sezvo dzaisa bvumirwa kupinda mukati.
Mota yamufundisi yaingovepo kuratidza kuti vanenge vaive vazorara pamba.
Mota zibundu ziguru rakazvimba, rinokonzerwa noutachiona hunozoita urwa gare gare.
BaTakue vakavhetemesa mota vodzoka kwave kusvikirana naTanaka ndokubva Tadiwa amhanyira mumwe wake.
Vakazosvika kutown kwave kukwira mota dzaienda kumba kwavo.
Hana yavo yakatanga kurova kuti zvimwe kuda mota yazotorwa kukavhira madays ayainge yakachengetedzwa ose.
Mota mushini wekufambisa unogona kutakura vanhu vakawanda, une mavhiri mana neinjini inofambiswa nepeturu kana
Vakazosvika kutown kwave kukwira mota dzaienda kumba kwavo.
Hana yavo yakatanga kurova kuti zvimwe kuda mota yazotorwa kukavhira madays ayainge yakachengetedzwa ose.
Vakashamisika vachinzwa mumwe wemushandi wepo achiti ngavapihwe mota anovaziva nekuti i customer yemakore.
-monyongodza
Duramazwi
01 / 03motabhaiki
Mota ndechinotenderera chichi-konzerawo kufamba kwezvimwe muinjini dzinoshandiswa zvakasiyana-siyana.
VerengaSwipe for the next word