KwaunobvaDuramazwiMmoto

Duramazwi · zita

moto

fire

Zvinoreva

Kubvira, mwenje kana simba remagetsi.

1

Kubvira, mwenje kana simba remagetsi.

Maitakue vakazomuka havo zvainge zvakakwidza zvisingaite zvekutoita kunge munhu angaaiswa Moto muhembe.

Imba yese yakabva yangoputika ndiye Moto pano.

Akadira dira hake kwave kupfutisa Moto.

2

Moto kubvira kwehuni kana sora zvichiita marasha.

3

Moto mwenje unoitwa nechinhu chinobvira chakaita serambi.

4

Moto kupisa kunoita panobvira pakaita sepachitofu.

5

Moto isimba remagetsi rinofamba nomuwaya.

6

Chipoko.

Zvakafanana

muriro

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

moto moto

Kana zvinhu zviri moto moto zvinenge zvichifamba zvakanaka chose.

Verenga

Swipe for the next word