Duramazwi · zita
Zvinoreva
Simba rinoita mheni mumapombi rinovhenekesa mumba (electricity/magetsi).
1
Simba rinoita mheni mumapombi rinovhenekesa mumba (electricity/magetsi).
Pavaindimbundira ndaiita kunge ndiri kugwinhwa nemagetsi zvandisina kunzwisisawo neni.
Zuva iri ndinotenda Mwari nekuti magetsi aive asina kumboenda.
Ndakashamisika kuona kuti kumain house magetsi aiveko ndichibva ndatoshaya kuti saka mangu aendeswa nei?.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gevha
Gevha munhu asingavimbiki uye anoda zvekufara chaizvo, kazhinji nezvinhu zvisiri zvake.
VerengaSwipe for the next word