KwaunobvaDuramazwiGgere

Duramazwi

gere

Zvinoreva

Kana chinhu chichinzi chigere chinenge chisati chaitika kana kuitwa.

1

Kana chinhu chichinzi chigere chinenge chisati chaitika kana kuitwa.

Mudzidzisi agere kumaka mabhuku.

Pastor pavambouya kwandiri kwandanga ndigere uko vawana ndakagara ndega ndisina kana munhu ini.

Ndairara ndigere, ndichirwadzirirwa zviripo kwete madzanambwanana aya.

2

Kana munhu agere pasi, anenge akazorora akagadzika magaro pauriri.

3

Kana vanhu vachiti nhingi agere, vanenge vachireva kuti haana zvinomunetsa kana kuti zvaanoshaya.

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word