Duramazwi
sununguka
independent · cheerful
Duramazwi
independent · cheerful
Kusununguka kuregedzeka kwezvinhu zvanga zvakasungwa pamwepo.
Kusununguka kuregedzeka kwezvinhu zvanga zvakasungwa pamwepo.
Vanonzwa kuitirwa zvakanaka kana amwene vavo varipo nekuti munhu akasununguka kuudza nhamo dzose.
Vaive vakasununguka zvisingaite and vaifarira kutaura zvaMwari.
MaiMhofu vakanzwa kusununguka mumoyo mavo.
Kana mudzimai asununguka anenge azvara mwana.
Kana munhu akasungunuka anenge akanyatsogarika, akafaranuka, pasina kana chinomunetsa.
-sunhurika · -pona · -batsirwa · chira · -pombonoka
Duramazwi
01 / 03sunungura
liberate
VerengaSwipe for the next word